Chengo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chengo (wall of a house) zvichireva madziro emba.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti mjengo kana mijengo pahuwandu (style or method of building; act of building).
  • VaSwahili vanoti jengo kana mjengo (structure, building). Shona inoti chengo kureva madziro.
  • VaSwahili vanoti jenga (construct, build, erect).
  • VaSwahili vanoti mjenga kana mjenzi (builder, architect).
  • VaSwahili vanoti majengo (1. building construction; 2.building materials; 3. enclosure, shed, scaffolding).
  • VaSwahili vanoti chengo kana vyengo (dwelling, house, residence; stopping-place, camp; village).
  • VaDigo vanoti dzengo (building).
  • VaDigo vanoti dzenga (to build).
  • Vatauri veKishambala neTumbuka vanoti kuzenga (to build).