Nhongonya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nhongonya (top most part of the head) zvinoreva chikamu chakanyanya kukwira chemusoro.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Rudziyakamwe inguva apo zuva rinopisa zvakanyanya; panguva iyi zuva rinenge riri pakati pedenga richirova nhongonya.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Herero vanoti tongama (elevated, raised above other objects, over-topping them; overtop). Mamwe mazwi: tongama (culminate - as of sun reaching zenith; high, lofty, aerial, be prominent).
  • Herero vanoti ondongama kana ondongamo (elevation). Mamwe mazwi: tongamisa kana tongoza (elevated, to raise up, raise higher).
  • Herero vanoti otyitonge kana omutumba (n. highland). Mamwe mazwi: ou-tongame (n. highness). tonga (n. high; remote). Tongamisiua (exalted).
  • VaWabo vanoti mutongonongo (n. peak) kureva nhongonya.