Nhasi Denga Razarurwa

Kubva Wikipedia

Nhasi Denga Razarurwa

Nhasi denga razarurwa
Vangere vose vanoshama
Vachimuona Mwari mukuru
Wakazviita mucheche

Chorus:
Gloria in excelsis Deo

Pasi pose paimbire
Mununuri wazvarwa nhasi
Muchidyiro munozomuona
Mucheche anyatsorinda

Vanhu vose vafare
Vadiki navarombe
Mwari wenyu wazviita
Mudiki nomurombe

Tarisai Yesu mucheche
Anochingidzira maoko
Kuzomushevedza mose
Kuti musvike kwaari

Urwu rwiyo rweChristmas rwokupembera kuzvarwa kwaJesu Kristu.