Kununura
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMununuri)
Kununura, kudzikinura, kutsunzunura kana kutsikinura (rescue, to save or deliver from another; to redeem; to absolve).
- Kununudzira (to stand up for; to take side of).
- Kurandutsira kana kurandurira (to intervene or come between two fighting parties inorder to stop the fight).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Luwanga vanoti okhununula (v. redeem). Nsenga vanoti nunula kana ombola (to redeem, recover) vachireva kununura.
- VaGwere vanoti bununuli ( n. salvage; the act of saving goods or property that were in danger of damage or destruction) vachireva hununuri.
- Luganda vanoti okununula (n. redeem) kureva kununura. VaGanda vanoti nunuzi (n. ransom) muripo wekununurwa.
- Baila vanoti kunununa (to redeem, to ransom, to emancipate, release) vachireva kununura.
- Yao vanoti kuwombola (to ransom). Yao vanoti chiwombolo (the sum paid in redeeming a person).
- Mang'anja vanoti wombola kana ombola (redeem) kureva kudzikinura. Mamwe Mazwi: muomboli (redeemer) kureva mudzikinuri.