Nhanga

Kubva Wikipedia
  • Nhanga (Girls' Bedroom) apa kureva imba inorara vasikana.
  • Nhanga (Pumpkin) apa kureva muchero unorimwa uchidyiwa manhanga kana senhopi.
  • Nhanga (forest with desired species) apa kureva nzvimbo inozivikanwa kuti inowanikwa zvakadai semichero, hohwa kana mhuka.



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.