Gota neNhanga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Gota (boys's sleeping quaters) zvinorera imba inorarwa nevakomana vasati varoora.
  • Nhanga kana kora (sleeping hut for unmarried girls) zvinorera imba inorarwa nevasikana vasati varoorwa.
  • Buwa (sleeping hut for unmarried girls or unmarried boys).