Nhaka
Mataridziko
- Nhaka (this year) gore rino.
- Kugara Nhaka (legacy, inheritance).
- Kuroorana paNhaka (Levirate marriage) kuroora mukadzi akasiiwa nemukoma akafa, kana kuroora muramu mushure mekufa kwemukadzi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kizigua vanoti wasiya (legacy; wisdom passed down from elders).
- Nsenga vanoti cibenda (n. inheritance, portion). Sangho vanoti taka (n. first; original).
- Kikongo inoti taka, takanisa (n. to arrange together with due attention to height, size or quality, all of one kind together).
- Luganda vanoti obutaka kana obuzaale (n. ancestry) kureva madzitateguru.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |