Svetuka kuchirochemo

Ngombo sezita

Kubva Wikipedia

Ngombo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Lisette Ngombo; Laura Ngombo; Fortune Ngombo; Tambudzai Ngombo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu inoti ngombo (n. vassal).