National University of Science and Technology

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
NUST admin and ceremonial hall.jpg

National University of Science and Technology (NUST) ndiyo yechipiri iri hurusa muZimbabwe inowanikwa muBulawayo, yakavambwa mugore ra1991. Musi wa 8 Kubvumbi 1991 NUST yakavhura kekutanga, paine vadzidzi 270, nevadzidzisi vaive 28

Zvakanyorwa kunze[chinja | edit source]