N'wadhi re Vatongi

Kubva Wikipedia
<<<< Joshuwa >>>> Rute

N'wadhi re Vatongi kana Watongi (ספר שופטים, Sefer Shoftim) in'wadhi rechinomwe muBhaibheri rechiHebheru uye muTestamende Yekare yeChikristu. Mukuundura kwe Bhaibheri rechiHebher, rinotsanangura nguva yekukunda kunotsanangurwa muN'wadhi ra Joshuwa uye kunarwa kwe umambo muMan'wadhi aSamweri, munguva ye vatongi vemubhaibheri vaishanda sevatungamiri vechigu.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]