Svetuka kuchirochemo

N'wadhi re Kutsinhiramutemo

Kubva Wikipedia
<<<< Numeri >>>> Joshuwa

N'wadhi re Kutsinhiramutemo (kureva Deutoronomy; kubva paChigiriki Chekare: Δευτερονόμιον, Deuteronómion, kureva. 'Mutemo wechipiri') kana Devarimi rechishanu uye rokupedzisira muTorah (yechiJudha), muTorah rinozivikanwa se Devarim (Chihebheru: דְּבָרִים‎, Dəḇārīm, 'Mashoko [aMhoze]') uye in'wadhi rechishanu muTestamende Yekare ye Chikristu.

N'wadhi iri semamwe mana arinotevera akanyorwa na Mhoze.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]