Mwana weMusango

Kubva Wikipedia

Mazwi anoti mwana wemusango anoshandiswa kureva mwana ana baba vasingazivikanwi kumusha kwaAmai vakamuzvara, zvikurusei baba ava vichinge vasina kuroora kana kumbosvika kuti vaonekere. Mazwi aya anogona kurevawo mwana ana baba vasina kumuzivisa kumhuri yababa yavo, vakamusiya ari wemuchivande nezvikonzero zvakatsaukana.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]