Muyama
Muyama kana gururu (n. Anthocleista grandiflora; Forest fever tree) rudzi rwemuti unowanikwa mumatunhu anosanganisira East Africa nekudzika kuchamhembe kunobata kumusoro kweSouth Africa.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Kihehe inoti mumbala kana mbala (n. Anthocleista grandiflora).