Mutseti
Mutseti (n. Harungana madagascariensis; Haronga paniculata) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika muAfrica zasi kweSahara.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Kihehe inoti kisyembadanda; mbalala kana muvalala (n. n. Harungana madagascariensis; Haronga paniculata; Orange-milk tree).