Mutandiro
Mataridziko
- Mutandiro (spider's web) zvichireva dandemutande rebuwe.
- Mutandiro (space in between hunting nets).
- Mutandira (system, regular procedure) zvichireva mutowo wekuita zvinhu wakatarwa uye wakarongeka. Zvorevawo ndima ine miganhu yakatarwa, ine nhengo dzinogaramo dzinozivikanwa, nehukama hunozivikanwa huri pakati penhengo nendima.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
