Musototo
Musototo (n. Lannea stuhlmannii) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe. Mamwe mazita emuti uyu anonzi: musvinwa kana nzivata.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Ndebele inoti umganudnuna kana umganunkomo (n. Lannea stuhlmannii) kureva musototo.
- Kihehe inoti mupasa (n. Lannea stuhlmannii) kureva musototo.