Mushumiri

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mushumiri (Preacher, minister of the gospel) kureva muparidzi weshoko raMwari.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti umshumayeli (n. preacher) kureva muparidzi.
  • MaZulu vanoti shumayela (Preach, expound, spread a doctrine).
  • MaZulu vanoti shumayela (Talk, converse, discourse; give an address).