Mupomerwi

Kubva Wikipedia

Mupomerwi (the accused kuChirungu) munhu ari kunzi ane mhosva iri kukwidzwa kudare remhosva kuti itongwe kana kusvitswa kumapurisa kuti itswakurudzwe. Pamitemo yenyika yeZimbabwe munhu anotariswa seasina mhosva nguva dzose kudzamara apo kunenge kwazooneswa kuti akapara mhosva yacho.


Chinamato[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Satani mupomeri wemhosva anopomera vatendi pamberi paMwari sekunonzi haazive kuti Jesu vakavaregerera zvivi zvavo.