Mupemba sezita
Mataridziko
Mupemba izita remhuri rinowanikwa kuDemocratic Republic of Congo.
- Vanhu vane zita iri: Gabriel Mupemba; Rose Mupemba; Didine Mupemba.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.