Mupandenyama

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mupandenyama izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Nyamapanda (Either the place where roofing poles are found, or the place that divides, or the place of Chief Mapanda).
  • Rupande (a section, a division, a fraction) zvinoreva chikamu chenzvimbo kana chinhu chiri kurehwa.
  • Kupandana (Go apart, go in different directions) zvinoreva kuparadzana.
  • Mapanda mapango anoshandiswa pakuvaka anotakura huremu hwedenga remba.