Munazarini Mutema
Munazarini Mutema Nuestro Padre Jesús Nazareno | |
---|---|
Chisi: | Kwiapo, Manila, Vufiripini |
Dheti: | 1606, Acapulco, Guerrero, Mehiko |
Witness | Recollect Priests
|
Mhando: | Statue ye rukuni |
Bvumidzo: | Pope Innocent XPope Pius VII |
Shirayini: | Minara Bhasirika ye Munazarini Mutema |
Patronage | Kwiyapo, Manira, Vafiripina, Firipina |
Attributes |
|
Munazarini Mutema (Chispeini: El Nazareno Negro, Nuestro Padre Jesús Nazareno, Chifiripini: Poóng Itím na Nazareno, Hesus Nazareno[1]) Munazareta Mutema, mufananidzo wakaenzana nehupenyu weganda rakasviba, akapfugama Yeso Kristo akatakura Muchinjikwa wakavharirwa muMinara Bhasirika ye Munazarini Mutema mudunhu reKwiapo re Manila, Vufiripini.[2]
Muzanarini Mutema yakavezwa nenyanzvi yekuMehiko isingazivikanwe kubva mumatanda matema muzana ramakore rechi 16 ndokuzounzwa kuVufiripini muna1606.[2][3] Inoratidza Yeso ari munzira kuenda kunorovererwa. Pope Innocent X vakapa ruremekedzo ku-Confraternity weSanto Cristo Jesús Nazareno muna 1650 nekuda kwekusimudzira kuzvipira kuna Yeso kuburikidza nemufananidzo.[3]
Pane mumwe mufananidzo wakadai unonzi Kristo Mutema muMehiko.
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- ↑ Sison, Antonio D. (2015). "Afflictive Apparitions: The Folk Catholic Imaginary in Philippine Cinema". Material Religion. Routledge. 11 (4): 421–442. doi:10.1080/17432200.2015.1103474. S2CID 192961308.
- ↑ 2.0 2.1 John Lyden (2009). The Routledge Companion to Religion and Film. Routledge. p. 184. ISBN 978-1-135-22065-5.
- ↑ 3.0 3.1 J. Gordon Melton (2011). Religious Celebrations: An Encyclopedia of Holidays, Festivals, Solemn Observances, and Spiritual Commemorations. ABC-CLIO. pp. 118–119. ISBN 978-1-59884-206-7.