Mubhununu
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMumhudzungwa)
Mubhununu, mujonjoma kana mumhudzungwa (n. Grewia flavescens) rudzi rwemuti unowanikwa muAfrica zasi kweSahara, Yemen, Saudi Arabia, neIndia.
Kurapa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mudzi wemubhununu untotapwa mushonga unorapa marwdzo panuva yokutevera.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaNdebele vanoti Ubhunzu, Umklampunzi, Umnaba kana Umtewa (n. Grewia flavescens) kureva muubhununu.
Mapikicha
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Dzinde reMubhinini
- Muchero waibva
- Muchero waoma muchando