Mulungu sezita
Mataridziko
Mulungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Mwansa Mulungu; Kgomotso Mulungu; Suma Mulungu; Afrah Mulungu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kihehe inoti mulungu (n. Croton macrostachyus) rudzi rwemuti warehwa.