Mukuchidzi
Mataridziko
Mukuchidzi (Agitator) kana kuti mhesvamukono munhu anofuruira kana kukurudzira kuti vanhu varwe kana kuti vaite imwe nyonganyonga isiri pamutemo.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mamwe mazwi anoturikira agitator ndeanoti: mupesaisi; mupesanisi; muparanzongo; mubvanago.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti umshushiso (1. Encouragement, urging on. 2. Persecution, nagging). Mamwe mazwi: amashushu (Strong desire, longing; restlessness.).
- MaZulu vanoti umshushisi kana abashushisi (1. Prompter; one who keeps things going. 2. Court prosecutor).
- MaZulu vanoti shushisa (Urge on, encourage, invigorate). Mamwe mazwi: ukushushisa indaba (to carry a matter forward).