Svetuka kuchirochemo

Mukambwe sezita

Kubva Wikipedia

Mukambwe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Clemence Mukambwe; Mukambwe Lukonge; Monique Mukambwe; Portia Mukambwe.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Lugwere inoti mukambwe (n. stern person). Mamwe mazwi: bukambwe (n. sterness).