Mugarakare
Mataridziko
Shoko rokuti mugarakare riri kushandiswa pano kuturikira nguva ndefu isina miganhu inonzi iyo permanent kuEnglish. Kana kuchinge kwawanikwa rimwe izwi rinotaura zviri nani kuti permanent iri rinobva rapfudzwa.
- Fix permanently - kungangisa kana kungangira.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaKongo vanoti jinga (n. Be permanent, live long, survive, last, remain alive).
- VaKongo vanoti jingu (n. permanence, vitality, endurance, immortality, eternity).
- VaKongo vanoti -ajingu kana -ajinga (a. permanent).
- VaSwahili vanoti mbali (3. a long time, 4. completely, entirely, utterly) sokuti ulia bali - kill outright.