Mugaragora
Mugaragora kana mupama (n. Boscia albitrunca. Shepherd's tree) muti unowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- IsiNdebele vanoti tshibuyana, umbombwe kana umhlope (n. Boscia albitrunca. Shepherd's tree) kureva mugaragora.
- Setswana vanoti Motlôpi kureva mugaragora. Venda vanoti muvhombwe (n. Shepherd's tree) kureva mugaragora.
- IsiZulu vanoti umvithi kureva mugaragora.
https://www.zimbabweflora.co.zw/speciesdata/species.php?species_id=124480