Mugabe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Vanhu vane zita iri: Benias Mugabe; Walter Mugabe; Raymond Mugabe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaGwere vanoti: mugabi kana bagabi (generous person) - munhu akasununguka pakupa. Mamwe mazwi: bugabi (generosity).
  • VaRundi vanotikugabana (to command each other, to share, leader, ruler, captain).
  • Kinande vanoti erigaba (share, divide). Mamwe mazwi: erigabana (v. share with each other, to divide into several, to split).
  • VaRundi vanoti ubugabe (n. authority). VaRundi vanoti umugabo (man, husband). VaRundi vanoti ubugabo (manhood, authority, bossiness).
  • VaBwisi vanoti bughabe (freedom, liberty, rights). VaGungu vanoti bugabe (freedom; ability to do or say what you want without anyone stopping you).