Mudzimamuriro

Kubva Wikipedia

Mudzimamuriro kana musunzi (n. Rourea orientalis; Short pod) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzinoti: DRC uye East Africa nekuenda kuchamhembe kunobata Angola, Botswana, neMozambique.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kihehe inoti kitongolo (n. Rourea coccinea).

Zvakakochekwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

[1]

  1. https://www.zimbabweflora.co.zw/speciesdata/species.php?species_id=125550