Bhinzi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMubhinzi)
Bhinzi (beans)
- Mutakura (beans and maize cooked together).
- Nhakara (bean sauce).
- Rupiza (a sauce made of raosted beans) - apa kureva nyemba dzakabikwa dzopwanyiwa.
- Mukove kana hove - apa kureva bhinzi nyoro dzabikwa dzisina kumenyewa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaMambwe vanoti cilemba (n. beans) kureva bhinzi. VaSangho vanoti lele (n. bean) kureva bhinzi.
- VaMambwe vanoti -paila cilemba (to sow beans immediately after the first rains) vachireva kudyara bhinzi nemvura yekutanga kunaya.
- Giryama inoti k'unde (small reddish beans) kureva bhinzi tsvuku. Lingala inoti nkunde (n. beans) kureva bhinzi. Kimbundu inoti makunde (n. black-eyed beans).
- Zigula vanoti mikunde, ukunde (n. bean plant) kureva mubhinzi. Mamwe mazwi: kakunde (n. small bean plant).