Bhinzi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMubhinzi)
"Painted Pony" dry bean (Phaseolus vulgaris)
Dzinde rebhinzi

Bhinzi (beans)

  • Mutakura (beans and maize cooked together).
  • Nhakara (bean sauce).
  • Rupiza (a sauce made of raosted beans) - apa kureva nyemba dzakabikwa dzopwanyiwa.
  • Mukove kana hove - apa kureva bhinzi nyoro dzabikwa dzisina kumenyewa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaMambwe vanoti cilemba (n. beans) kureva bhinzi. VaSangho vanoti lele (n. bean) kureva bhinzi.
  • VaMambwe vanoti -paila cilemba (to sow beans immediately after the first rains) vachireva kudyara bhinzi nemvura yekutanga kunaya.
  • Giryama inoti k'unde (small reddish beans) kureva bhinzi tsvuku. Lingala inoti nkunde (n. beans) kureva bhinzi. Kimbundu inoti makunde (n. black-eyed beans).
  • Zigula vanoti mikunde, ukunde (n. bean plant) kureva mubhinzi. Mamwe mazwi: kakunde (n. small bean plant).