Svetuka kuchirochemo

Mpila sezita

Kubva Wikipedia

Mpila izita remhuri rinowanikwa kuSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Ntokozo Mpila; Musa Mpila; Mbali Mpila; Fezile Mpila.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaKongo vanoti mpila (n. type, sort, kind; way) kureva rudzi.
  • VaKongo vanoti mpila mosi (n. similar, same kind, same way) kureva rudzi rumwe.
  • VaKongo vanoti mpila na mpila (n. all kinds of).