Mohau sezita

Kubva Wikipedia

Mohau izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Mohau Makhanya; Mohau Mtetwa; Mohau Ngoepe; Mohau Tshabalala.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Sesotho vanoti mohau (n. grace) kureva nyasha.
  • Sesotho vanoti Ke ka Mohau wa Modimo Re sa phela kureva inyasha dza Mwari kuti tinorarama.