Moetapele sezita
Mataridziko
Moetapele izita remhuri rinowanikwa muBotswana, Lesotho, neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Lekene Moetapele; Moetapele Letshwenyo; Moetapele Tshekiso; Oratile Moetapele.
- Mazwi ari pedyo: Mutapiri sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Sesotho inoti moetapele (n. Leader) kureva mutungamiri.
- Silozi inoti mueteleli (n. Leader) kureva mutungamiri.