Svetuka kuchirochemo

Mujawo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMijawo)

Mujawo (race in English) zvinoreva makundano ekumhanya kungava kwevanhu kana kwemhuka. Mhuka dzinoita makundano ekumhanya dzinosanganisira: bhiza, imbwa, mbongoro.

Nokumwe kutaura mujawo unonzi nhange-mutange.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaDigo vanoti tsomana (to compete) kureva kutsomana.
  • MaZulu vanoti jaha (Afrikaans: jag. Means cause to race, drive along, make to rush along) kureva mujawo.
  • MaZulu vanoti umjaho (n. race, competition) kureva mujawo.
  • VaGwere vanoti mbiro (race, running, athletics; act of running or travelling on foot at a fast pace) vachireva mujawo.