Svetuka kuchirochemo

Dunhu reMidlands

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMidlands)
Mepu yeZimbabwe ine dunhu reMidlands riri rweruvara dzvuku
Zvikwata zvedunhu reMidlands

Dunhu reMidlands rimwe rematunhu gumi ari munyikae yeZimbabwe.

Midlands rine nharaunda ye49,166 km² nehugari hungango kwana hwemamirioni 1.5 (2002). Gweru iguta guru mudunhu iri.

Districts[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Midlands yakagovaniswa kuita zvikwata zvinomwe: