Mhuri ye mutauro

Kubva Wikipedia

Mhuri ye mutauro iboka remitauri rine hukama nekuda kwezvarwa kubva ku mutateguru wemutauro mumwechete kana nekuva ne mubereki wemutauro mumwe, unonzi 'mutauro uri proto' we mhuri iyoyo. Shoko rekuti "mhuri" unoteedza muti we modhera we vambo we mutauro munhoroondo ye ururimi, zvinoita kuti kushandiswa kwe mametaforo e kuenzanisa mitauro kuvanhu vari muruambamhenyu hwemhuri humwe, kana mu-subsequent modification, ku marudzi ari mumuti we rudzimbari (phylogenetic) mu upangamutowo we evhorusheni. Maambandimi (linguists) vanotsanangura mwana wemitauro mumhuri ye mutauro sekuva nehukama nekuda kwebari.

Zvichienderana ne Eretsinorogu pane mitauro mipenyu ye vanhu yakagohwanisa mu mhuri 142 dze mitauro. "Mutauro mupenyu" mutauro urikushandiswa izvozv semutauro wekutanga izvozvi pavanhu.

Mhuri ye mitauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tarisai futi: Udorongodzwa hwe mhuri ye mitauro

Tarisai futi Magoverwo e mitauro pasirose kuti muverenge tsananguro ye mitauro huru pa pasirose.

Mhuri ye mutauro zvichienderana ne numeri ye mitauro inosanganiswa

Zvichienderana ne Eretsinorogu Edisheni 18:
  1. Naija-Kongo (mitauro 1,538) (20.6%)
  2. Ostironezhiya (mitauro 1,257) (16.8%)
  3. Tiranzi-Nyu Gini (mitauro 480) (6.4%)
  4. Sino-Tibheti (mitauro 457) (6.1%)
  5. Indo-Yuropu (mitauro 444) (5.9%)
  6. Ostireriya (mitauro 378) (5.1%)
  7. Afurika-Ezhiya (mitauro 375) (5.0%)
  8. Mitauro ye Niro-Sahara (mitauro 205) (2.7%)
  9. Oto-Manguean (mitauro 177) (2.4%)
  10. Ostiroezhiya (mitauro 169) (2.3%)
  11. Mitauro ye Kira-Dhai (mitauro 95) (1.3%)
  12. Dhiravhidhiya (mitauro 85) (1.1%)
  13. Mitauro ye Tupiya (mitauro 76) (1.0%