Mhoze (zita)
Mataridziko
Mhoze (Chiyidhishi: Moishe, משה; Chihebheru: Moshe, משה) kana Moze izita ravakushandiswa nevanhu vechiShona asi rakabva kuChihebheru nekuda kweBhaibheri. Zita iri rakafanana nemazita eChishona senge Mutsa, Musa.
Zvichienderana ne Bhaibheri zita rekuti Mhoze rinowanikwa muTorah (anonzi Moshe) uye muKurani ye Uyisalama (anonzi Musa), iro zita rinoreva kuti "kuchera/kana kukweva" (mvura) izvi zvinoenderana nekuda kwekuti akawanikwa mumvura ne mwanasikana waFarao paakamununura kubva muNairi.
Mamwe mazita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Moze, Mozesi, Mhozesi, Mhozisi, Mozisi
Vanhu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]MuBhaibheri
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mhoze (hanzvadzi ya Miriyamu uye mwanakomana waMamoyo waFarao)
Vanhu
- Mhoze Chikowero (munyori uye purofesa wekuAmerika)
- Moses Sithole (akazvarwa 1964), imhondi uye mubhinyi akazvarwa kuAfurika Chemhembe.