Mhangani sezita

Kubva Wikipedia

Mhangani izita remhuri rinowanikwa kuSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Masana Mhangani; John Mhangani; Xichavo Mhangani; Phumlani Mhangani.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaHlengwe vanoti mhangani (n. Aloe excelsa. Aloe tree) kureva chikohwa, chinungu kana gweravana.