Zviuya

From Wikipedia
(Redirected from Mbuya (zviuya))
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti zviuya rinoreva zvinhu zvakanaka kana zvinoburitsa mhedzisiro yakanaka - good, positive, advantageous, excellent.

Tsumo neMazta[chinja | edit source]

  • Zviuya hazviwanane - it is rare for both partners in a marriage to be perfect.
  • Nhaka mbuya ndeye mombe, yemunhu inozvionera.
  • Mazita anoti: Chiendambuya, Nyambuya uye Nyamauya anotaura pamusoro pezviuya.