Mbuvi

Kubva Wikipedia

Mbuvi kana mbwii (Hyparrhenia dissoluta) imhando yeuswa hunoshandiswa kupfirira. Huswa uhwu hunowanukira mumatungu anodziya eAfrica uye hunowanikwawo kunzvimbo dzinodziya kuEurasia, Australia, neLatin America. Huswa uhwu humera gore negore huchikura hwakaita chitsotsa.

Huswa hwakafanana neMbuvi kuHawaii