Mbikira

Kubva Wikipedia

Mbikira (a place to hide things) apa kureva nzvimbo yekuviga zvinhu kuti zvisabiwa kana kuwanikwa nesingafaniri kuzviwana.

  • Dondo harina mbikira. A forest provides no place for hiding (something).
  • Mudondo hamuna mbiko. The forest is not a place to hide things.