Mbarara sezita
Mbarara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neUganda.
- Vanhu vane zita iri: Liliana Mbarara; Rinah Mbarara; Sarah Mbarara; Abednego Mbarara.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kana mazwi anotodza mbarara awanikwa achanyorwawo pano