Matonda

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Matonda izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Kutonda (to face; see straight; aim straight).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaHerero vanoti tonda (abominate; curse; swear) apa kureva kutuka.
  • VaHerero vanoti tonda (pound in a mortar) vachireva kudzvura muduri.
  • VaKongo vanoti Tonda (praise, commend, thank, approve, extol, gratitude, thankfulness, love, affection).
  • VaGanda tonda (to create) vachireva kusika. Yeukai Katonda zvinoreva Mwari anosika.
  • Mururimi rweKirundu vanoti kudonda kana kudondara (to narrate, tell events one after another, describe) vachireva kurondedzera.
  • Mururimi rweKirundu vanoti gutonda (line up; to stand in line) vachireva kumira pamudungwe.