Mashongera sezita
Mataridziko
Mashongera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Pamela Mashongera, Tutsirai Mashongera, Tafadzwa Mashongera, Taruvinga Mashongera.
- Mazwi angava pedyo: Masongera sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Giryama inoti kusongera (v. to approach). Mamwe mazwi: kusongeza (v. to make to approach).