Mashanyare

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mashanyare izita remhuri muZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: Herbert Mashanyare.

Kune izwi rinoti kushanyarika (to wallow, roll) rinoreva kuumburuka kana kubidirika.