Maruta sezita
Mataridziko
Maruta izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tinashe Maruta; Sarah Maruta; Fungai Maruta; Patience Maruta; Ruvarashe Maruta; Rumbidzai Maruta.
- Mazwi ari pedyo: kuruta, Maluta sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu inoti maluta (n. deception, error, mistake, fraud). Mamwe mazwi: kuria maluta (v. trick; fool, cheat, delude).