Marindi sezita
Mataridziko
Marindi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Joel Marindi; Vuxaka Marindi; Annah Marindi, Simon Marindi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Maore vanoti marindri (n. banana trees).