Maningi

Kubva Wikipedia

Maningi (Much, many, numerous; plentiful, abundant) kureva zvizhinji, kazhinji kana mazhinji.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti -ningi kana kaningi (Much, many, numerous; plentiful, abundant, sufficient.) kureva maningi.
  • MaZulu vanoti -ningi, kaningikana ubuningi (Common, frequent) kureva maningi.
  • MaZulu vanoti iliningi (The majority, the greater number; most) kureva maningi.
  • MaZulu vanoti ubuningi (Large quantity, large number; abundance) kureva maningi.