Manhikatika
Manhikatika (Uneven distribution, varying) zvinoreva zvinhu kana vanhu zvine chimiro kana mafambiro asina kuti chechetere, asina kutwasuka.
Tsika[chinja | edit source]
- Handidi kuti muite manhikatika mukufora. Izvi zvichireva kuti vanhu vari kufora vasiri pamutsetse wakatwasuka kan kuti vamwe vachisarira shure .
- Rukweza urwu akarwudyara manhikatika. Izvi zvichireva kuti pamwe rwakawanda pamwe rwakashomeka.